Ruka 20:36 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nokuti haʋazofi ɀe; nokuti ʋacaenzana naʋatumŋa; ʋaʋa ʋanakomana ʋaMŋari ɀaʋari ʋanakomana ʋokumuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Nokuti havazofizve; nokuti vachaenzana navatumwa; vava vana vaMwari zvavari vana vokumuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 nokuti havachafazve pamusana pokuti vanenge vaita savatumwa uye vanenge vava vana vaMwari uye vanenge vava vanhu vokumuka kuvafi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 nokuti havachafazve pamusana pokuti vanenge vaita savatumwa uye vanenge vava vana vaMwari uye vanenge vava vanhu vokumuka kuvafi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 uye havazofizve; nokuti vafanana navatumwa. Vana vaMwari, sezvo vari vana vokumuka kwavakafa. Viz kapitola |