Ruka 20:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo akati kwaʋari: Naiɀoɀo ipai Kesari ɀaKesari, naMŋari ɀaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo akati kwavari, “Naizvozvo ipai Kesari zvaKesari, naMwari zvaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Iye akati kwavari, “Nezvo ipai kuna Siza zvaSiza mupewo kuna Mwari zvaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Iye akati kwavari, “Nezvo ipai kuna Siza zvaSiza mupewo kuna Mwari zvaMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakapindura vakati, “NdezvaKesari.” Iye akati kwavari, “Ipai Kesari zvaKesari uye mugopa Mwari zvaMwari.” Viz kapitola |