Online Bible

- Reklamy -




Ruka 20:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Mumŋe nomumŋe unowira pamsoro pebge iro, ucavunikanya; asi ricaparadza warinowira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 “Mumwe nomumwe anowira pamusoro pebwe iro, achavhunikanya; asi richaparadza warinowira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 “Munhu wose anowira padombo iroro anobva adanzurwa danzurwa. Asi rikawira munhu rinomupwanya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 “Munhu wose anowira padombo iroro anobva adanzurwa danzurwa. Asi rikawira munhu rinomupwanya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Mumwe nomumwe anowira padombo iroro achavhunika-vhunika asi uyo warinowira achapwanyiwa.”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 20:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy