Online Bible

- Reklamy -




Ruka 2:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Mutumŋa waShe akamira naʋo, nokubginya kwaShe kukaʋakomba, ʋakatya nokutya kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Mutumwa waIshe akamira navo, nokubwinya kwaIshe kukavakomba, vakatya nokutya kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Mutumwa waShe akazviratidza kwavari, uye kubwinya kwaJehovha kwakavakomberedza, uye vakatya kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 2:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy