Online Bible

- Reklamy -




Ruka 2:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Asi ɀaʋaiti ɀimŋe uri kunaʋamŋe ʋakaŋga ʋari panzira naʋo, ʋakafamba zuʋa rimŋe, ʋakazomutȿaka kuhama dzaʋo nokuʋazikani ʋaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Asi zvavaiti zvimwe ari kuna vamwe vakanga vari panzira navo, vakafamba zuva rimwe, vakazomutsvaka kuhama dzavo nokushamwari dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Vakafamba rwendo rwomuswere wezuva vachifunga kuti ari mukati mavamwe vavaifamba navo. Vakazomutsvaga mukati mehama neshamwari dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Vakafamba rwendo rwomuswere wezuva vachifunga kuti ari mukati mavamwe vavaifamba navo. Vakazomutsvaga mukati mehama neshamwari dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Vakafamba kwezuva rose vachifunga kuti akanga ari pakati pavo. Ipapo vakatanga kumutsvaka pakati pehama neshamwari dzavo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 2:44

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy