Ruka 2:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 akamuɓata mumaʋoko ake akarumbidza Mŋari, aciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 akamubata mumaoko ake akarumbidza Mwari, achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 akatora mwana akamubata mumaoko, akarumbidza Mwari achiti; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 akatora mwana akamubata mumaoko, akarumbidza Mwari achiti; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Simeoni akamubata mumaoko ake akarumbidza Mwari achiti: Viz kapitola |