Online Bible

- Reklamy -




Ruka 2:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Iye wakaŋga aratidzwa noMŋeya Mutȿene, kuti haaŋgaʋoni rufu, asati aʋona Kristu waShe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Iye akanga aratidzwa noMweya Mutsvene, kuti haangaoni rufu, asati aona Kristu waIshe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Munhu iyeyu akanga aziviswa naMweya Mutsvene, kuti haazofi asati aona Mesia waTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Munhu iyeyu akanga aziviswa naMweya Mutsvene, kuti haazofi asati aona Mesia waTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Zvakanga zvaratidzwa naMweya Mutsvene kuti haaizofa asati aona Muzodziwa waShe.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 2:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy