Ruka 2:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ʋuye kuɓayira ciɓayiro; seɀaɀakarebga pamurairo waShe, ɀinoti, njiʋa mbiri, kana haŋgaiʋa mbiri ɗuku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 uye kubayira chibayiro; sezvazvakarehwa pamurayiro waIshe, zvinoti, njiva mbiri, kana hangaiwa mbiri duku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakaendawo kundopira mupiro wechibayiro chenjiva mbiri kana hangaiwa mbiri diki sokurehwa kwazvakaitwa nomutemo waTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakaendawo kundopira mupiro wechibayiro chenjiva mbiri kana hangaiwa mbiri diki sokurehwa kwazvakaitwa nomutemo waTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 uye kuti vabayire chibayiro maererano nezvinorehwa muMurayiro waShe zvichinzi: “njiva mbiri kana hangaiwa duku mbiri.” Viz kapitola |