Ruka 2:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 (seɀaɀakanyorwa pamurairo waShe, ɀicinzi: Mŋanarume mumŋe nomumŋe unotaŋga kuzarura ciɀaro, ucanzi mutȿene waShe), Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 sezvazvakanyorwa pamurayiro waIshe, zvichinzi, “Mwanarume mumwe nomumwe anotanga kuzarura chizvaro, achanzi mutsvene waIshe,” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Sezvazvakanyorwa muMutemo waTenzi kuti, “Dangwe rose rechikomana rinotanga kubuda mudumbu raamai varo richanzi rakaturirwa Tenzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Sezvazvakanyorwa muMutemo waTenzi kuti, “Dangwe rose rechikomana rinotanga kubuda mudumbu raamai varo richanzi rakaturirwa Tenzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 sezvazvakanyorwa muMurayiro waShe, kuti “Mwanakomana wose wedangwe anofanira kutsaurirwa Ishe,” Viz kapitola |