Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:46 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 aciti kwaʋari: Kwakanyorwa kuti imba yaŋgu icaʋa imba yokunyeŋgetera; asi imi makaiita ɓako ramakororo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 achiti kwavari, “Kwakanyorwa kuti imba yangu ichava imba yokunyengetera; asi imi makaiita bako ramakororo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 achiti kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunamatira asi imi makaiita bako ramakororo.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 achiti kwavari, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunamatira asi imi makaiita bako ramakororo.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichava yokunyengeterera’, asi mava kuiita ‘bako ramakororo.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy