Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino ʋakati ʋacisunuŋgura mhuru, ʋene ʋayo ʋakati kwaʋari: Munosunuŋgurireiko mhuru?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino vakati vachisunungura mhuru, varidzi vayo vakati kwavari, “Munosunungurireiko mhuru?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Pavakanga vavakuchisunungura varidzi vacho vakati kwavari, “Muri kuchisunungurirei?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Pavakanga vavakuchisunungura varidzi vacho vakati kwavari, “Muri kuchisunungurirei?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Pavakanga vachisunungura mwana wembongoro uyu, muridzi wacho akavabvunza akati, “Seiko muchisunungura mwana wembongoro uyu?”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy