Ruka 19:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 aciti: Endai kumusha wakatarisana nemi; kana mucipinda mauri, mucawana mhuru yemboŋgoro yakasuŋgirwa, isina‐kumbotaȿwa nomunhu; muisunuŋgure, mugoʋuya nayo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 achiti, “Endai kumusha wakatarisana nemi; kana muchipinda mauri, muchawana mhuru yembongoro yakasungirwa, isina kumbotasvwa nomunhu; muisunungure, mugouya nayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Endai mumusha wakatarisana nesu wamunoti kana mavakupindamo muchaona chigondora chedhongi chakasungirirwa chisati chambotaswa nomunhu. Chisinungurei muuye nacho kuno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Endai mumusha wakatarisana nesu wamunoti kana mavakupindamo muchaona chigondora chedhongi chakasungirirwa chisati chambotaswa nomunhu. Chisinungurei muuye nacho kuno. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Endai kumusha wakatarisana nemi, uye pamunongopindamo, muchawana mwana wembongoro asina kumbotasvwa nomunhu akasungirirwamo. Muisunungure mugouya nayo pano. Viz kapitola |