Ruka 19:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi ʋaʋeŋgi ʋaŋgu aʋo, ʋakaŋga ʋasiŋgaɗi kuti ndiʋe ishe waʋo, ʋuyai naʋo pano, muʋaʋuraye pamberi paŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Asi vavengi vangu avo, vakanga vasingadi kuti ndive ishe wavo, uyai navo pano, muvauraye pamberi pangu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Asi zvemhandu dzangu dziya dzaisada kuti ndidzitonge dziunzei pano mudziuraye ndakatarisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Asi zvemhandu dzangu dziya dzaisada kuti ndidzitonge dziunzei pano mudziuraye ndakatarisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Asi vaya vavengi vangu vakanga vasingadi kuti ndive mambo wavo, uyai navo pano muvauraye pamberi pangu.’ ” Viz kapitola |