Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Akati kwaari: Ndicakutoŋga namashoko ako amene, iwe muranda wakaipa! Wakaŋga uciziʋa kuti ndiri munhu unehasha, ndicitora ɀandisakaisa, ndiciceka ɀandisakakusha;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akati kwaari, ‘Ndichakutonga namashoko ako amene, iwe muranda wakaipa! Wakanga uchiziva kuti ndiri munhu ane hasha, ndichitora zvandisakaisa, ndichicheka zvandisakakusha;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Akati kwaari, ‘Ndinokupa mhosva nezvabva mumuromo mako, iwe muranda akaipa. Heya waitoziva zvako kuti ndiri munhu akaomarara anonhonga chaasina kuisa pasi nokukohwa paasina kudyara,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Akati kwaari, ‘Ndinokupa mhosva nezvabva mumuromo mako, iwe muranda akaipa. Heya waitoziva zvako kuti ndiri munhu akaomarara anonhonga chaasina kuisa pasi nokukohwa paasina kudyara,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 “Tenzi wake akapindura akati, ‘Ndichakutonga namashoko ako pachako, iwe muranda akaipa! Waiziva kuti ndiri munhu ane mwoyo wakaoma, ndinotora zvandisina kuisapo, nokukohwa zvandisina kudyara?

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy