Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Asi ʋanhu ʋenyika yake ʋakaŋga ʋacimuʋeŋga, ʋakatuma nhume kumuteʋera, kundoti: Hatiɗi kuti uyu munhu aʋe ishe weɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Asi vanhu venyika yake vakanga vachimuvenga, vakatuma nhume kumutevera, kundoti, ‘Hatidi kuti uyu munhu ave ishe wedu.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi vanhu vake vaimuvenga. Vakatumira nhume dzokumutevera dzichiti, ‘Hatidi kuti munhu uyu atitonge.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Asi vanhu vake vaimuvenga. Vakatumira nhume dzokumutevera dzichiti, ‘Hatidi kuti munhu uyu atitonge.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “Asi varanda vake vaimuvenga vakatuma nhume dzikamutevera kuti dzinoti, ‘Munhu uyu hatidi kuti ave mambo wedu.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy