Ruka 19:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akaɗana ʋaranda ʋake ʋanegumi, akaʋapa pondo dzinegumi, akati kwaʋari: Shambadzirai, kuȿikira ndiciʋuya ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akadana varanda vake vane gumi, akavapa gumi repondo, akati kwavari, ‘Shambadzirai, kusvikira ndichiuyazve.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akashevedza varanda vake gumi akavapa gumi repondo, achiti kwavari, ‘Itai mhindu nayo kusvikira ndauya.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akashevedza varanda vake gumi akavapa gumi repondo, achiti kwavari, ‘Itai mhindu nayo kusvikira ndauya.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Saka akadana varanda vake gumi akavapa zviuru gumi zvamadhora. Akati, ‘Shandisai mari iyi kusvikira ndadzoka.’ Viz kapitola |