Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Naiɀoɀo akati: Mumŋe munhu mukuru wakaenda kunyika yakaŋga iri kure, kuti andopiwa ʋushe, agodzoka ɀe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Naizvozvo akati, “Mumwe munhu mukuru akaenda kunyika yakanga iri kure, kuti andopiwa ushe, agodzokazve.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Naizvozvo akati, “Mumwe murume wokumbahuru akaenda kune imwe nyika iri kure kundopiwa umambo achizodzoka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Naizvozvo akati, “Mumwe murume wokumbahuru akaenda kune imwe nyika iri kure kundopiwa umambo achizodzoka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Akati, “Mumwe murume weimba huru, akaenda kunyika iri kure kuti andogadzwa kuti ave mambo uye agodzoka.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy