Online Bible

- Reklamy -




Ruka 19:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ʋakati ʋacanzwa iɀoɀo, akawedzera akataura mumŋe mufananidzo, nokuti wakaŋga aʋa pedyo neJerusarema, iʋo ʋakati ʋushe bgaMŋari bgobva bgoʋonekwa pakarepo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Vakati vachinzwa izvozvo, akawedzera akataura mumwe mufananidzo, nokuti akanga ava pedyo neJerusaremu, ivo vakati ushe hwaMwari hwobva hwoonekwa pakarepo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Pavakanga vakateerera zvinhu izvi, akaenderera mberi achivapa muenzaniso nokuti akanga ava pedyo neJerusaremu uye nokuti vakanga vachifunga kuti umambo hwaMwari hwakanga hwava kuda kutoonekwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Pavakanga vakateerera zvinhu izvi, akaenderera mberi achivapa muenzaniso nokuti akanga ava pedyo neJerusaremu uye nokuti vakanga vachifunga kuti umambo hwaMwari hwakanga hwava kuda kutoonekwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Pavakanga vachiri kuteerera izvozvo, akaenderera mberi achivaudza mufananidzo, nokuti akanga ava pedyo neJerusarema uye vanhu vakafunga kuti umambo hwaMwari hwaizokurumidza kuonekwa pakarepo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 19:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy