Ruka 19:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti Mŋanakomana womunhu wakaʋuya kuzotȿaka nokuponesa cakarashika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Nokuti Mwanakomana womunhu akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti Mwanakomana womunhu akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti Mwanakomana womunhu akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti Mwanakomana woMunhu akauya kuzotsvaka nokuponesa chakarasika.” Viz kapitola |