Online Bible

- Reklamy -




Ruka 18:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino ʋakaŋga ʋaɀinzwa, ʋakati: Ndianiko uŋgagoponeswa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino vakanga vazvinzwa, vakati, “Ndianiko angagoponeswa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Avo vakazvinzwa vakati, “Kana zvakadaro ndiani angaponeswe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Avo vakazvinzwa vakati, “Kana zvakadaro ndiani angaponeswe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vaya vakazvinzwa izvozvo vakabvunza vachiti, “Ndianiko zvino angaponeswa?”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 18:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy