Ruka 18:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Jesu akati kwaari: Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna‐wakanaka, asi mumŋe cete, iye Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Jesu akati kwaari, “Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna akanaka, asi mumwechete, iye Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Jesu akati kwaari, “Sei uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka asi Mwari woga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Jesu akati kwaari, “Sei uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka asi Mwari woga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Jesu akapindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna akanaka kunze kwaMwari oga. Viz kapitola |