Online Bible

- Reklamy -




Ruka 18:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ndinoɀinyima ɀokudya kaʋiri neviki, ndinopa cegumi ceɀose ɀandinowana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ndinozvinyima zvokudya kaviri nevhiki, ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndinotsanya kaviri pasvondo. Ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndinotsanya kaviri pasvondo. Ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndinozvinyima zvokudya kaviri pavhiki uye ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 18:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy