Ruka 17:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Handiti uŋgati kwaari: Ndigadzirire ɀokudya, uɀisuŋge ciʋuno, undishandire, kuȿikira ini ndadya, ndikanwa; iwe ugozodya, nokunwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Handiti angati kwaari, ‘Ndigadzirire zvokudya, uzvisunge chiuno, undishandire, kusvikira ini ndadya, ndikanwa; iwe ugozodya, nokunwa?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Haasi anototi here, ‘Ndigadzirire chokudya chamanheru upfeke undiperekere, kusvikira ndadya ndikanwa, iwe wozodyawo nokunwa mushure macho?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Haasi anototi here, ‘Ndigadzirire chokudya chamanheru upfeke undiperekere, kusvikira ndadya ndikanwa, iwe wozodyawo nokunwa mushure macho?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ko, haangati here, ‘Ndigadzirire chokudya changu, uzvigadzirire iwe ugondimirira pandinenge ndichidya nokunwa; shure kwaizvozvo iwe ungazodya hako nokunwa’? Viz kapitola |