Online Bible

- Reklamy -




Ruka 17:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ishe akati: Kana maiʋa nokutenda kwakaita setsaŋga yemastarda, maiti kumuʋonde uyu: Dzurwa, usimŋe muguŋgwa! ucakutererai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ishe akati, “Kana maiva nokutenda kwakaita setsanga yemasitadhi, maiti kumuonde uyu, ‘Dzurwa, usimwe mugungwa!’ Uchakuteererai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Tenzi akati, “Dai muine chitendero chakaita setsanga yemasitadhi, maigona kuti kumuonde uyu dzipuka undosimwa mugungwa uchikuteererai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Tenzi akati, “Dai muine chitendero chakaita setsanga yemasitadhi, maigona kuti kumuonde uyu dzipuka undosimwa mugungwa uchikuteererai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Iye akati, “Kana muno kutenda kuduku duku setsanga yemasitadhi, munogona kuti kumuti womuonde uyu, ‘Dzurwa usimwe mugungwa,’ uye uchakuteererai.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 17:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy