Ruka 17:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ʋakadzi ʋaʋiri ʋacakuya pamŋe cete, mumŋe ucatorwa, mumŋe ucasiyiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Vakadzi vaviri vachakuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achasiyiwa. [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Vakadzi vaviri vanenge vari paguyo vachikuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achisiiwa.” [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Vakadzi vaviri vanenge vari paguyo vachikuya pamwechete, mumwe achatorwa, mumwe achisiiwa.” [ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Vakadzi vaviri vachange vachikuya zviyo pamwe chete; mumwe achatorwa uye mumwe achasiyiwa. Viz kapitola |