Ruka 17:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Cenjerai; kana hama yako ikatadza, umuraire; kana akatendeʋuka, umukaŋganwire. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Chenjerai; kana hama yako ikatadza, umurayire; kana akatendeuka, umukanganwire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvichenjererei imi pachenyu; kana hama yako ikakutadzira, itsiure. Kana ikapfidza iregerere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvichenjererei imi pachenyu; kana hama yako ikakutadzira, itsiure. Kana ikapfidza iregerere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka zvingwarirei. “Kana hama yako ichitadza, itsiure, uye kana akatendeuka, umuregerere. Viz kapitola |