Ruka 17:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi unofanira kumbotambudzika ɀizhinji, nokurashwa norudzi urwu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Asi anofanira kumbotambudzika zvizhinji, nokurambwa norudzi urwu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi anofanira kutanga atambudzika zvakanyanya agorambwa nechizvarwa ichi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi anofanira kutanga atambudzika zvakanyanya agorambwa nechizvarwa ichi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Asi anofanira kutanga kumbotambudzika zvikuru uye acharambwa norudzi urwu. Viz kapitola |