Online Bible

- Reklamy -




Ruka 17:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino wakati aciʋaʋona, akati kwaʋari: Endai mundoɀiratidza kuʋaprista. Ʋakati ʋacienda, ʋakapora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino akati achivaona, akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Vakati vachienda, vakapora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Paakavaona akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Pavaienda vakabva vaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Paakavaona akati kwavari, “Endai mundozviratidza kuvapristi.” Pavaienda vakabva vaporeswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Akati achivaona, akati kwavari, “Endai munozviratidza kuvaprista.” Uye pavaienda, vakabva vanatswa.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 17:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy