Ruka 17:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋakati ʋacienda Jerusarema, akapfuʋura napaSamaria neGarirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vakati vachienda Jerusaremu, akapfuura napaSamaria neGariria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ari parwendo rwokuenda kuJerusaremu akapfuura napakati peSamaria neGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ari parwendo rwokuenda kuJerusaremu akapfuura napakati peSamaria neGarirea. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino ari munzira achienda kuJerusarema, Jesu akafamba achitevedza muganhu waiva pakati peSamaria neGarirea. Viz kapitola |