Online Bible

- Reklamy -




Ruka 17:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Saiɀoɀo nemi ʋo, kana maita ɀose ɀamarairwa, muti: Tiri ʋaranda pasina, takaita seɀataifanira kuita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Saizvozvo nemiwo, kana maita zvose zvamarayirwa, muti, ‘Tiri varanda pasina, takaita sezvataifanira kuita.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Nemiwo, kana maita zvamunenge maudzwa itii, ‘Tiri varanda vasingakodzeri. Tangoita zvatinofanira kuita.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Nemiwo, kana maita zvamunenge maudzwa itii, ‘Tiri varanda vasingakodzeri. Tangoita zvatinofanira kuita.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Saka nemiwo, pamunenge maita zvose zvamakaudzwa kuti muite, munofanira kuti, ‘Tiri varanda vasina maturo; tangoita zvatanga tichifanira kuita.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Ruka 17:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy