Online Bible

- Reklamy -




Ruka 17:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino wakati kuʋadzidzi ʋake: Haɀiŋgaitiki kuti ɀigumbuso ɀisaʋuya. Asi unenhamo iye waɀinoʋuya naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino akati kuvadzidzi vake, “Hazvingaitiki kuti zvigumbuso zvisauya. Asi ane nhamo iye azvinouya naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jesu akati kuvadzidzi vake, “Zvinokonzera vamwe kuita zvakaipa hazvimborega kuvapo. Asi zvichamuwana iye anozviunza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jesu akati kuvadzidzi vake, “Zvinokonzera vamwe kuita zvakaipa hazvimborega kuvapo. Asi zvichamuwana iye anozviunza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jesu akati kuvadzidzi vake, “Zvinhu zvinoita kuti vanhu vatadze zvinototi zviuye, asi ane nhamo munhu uyo anouya nazvo.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 17:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy