Ruka 16:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ishe wake akarumbidza mutariri usakarurama, nokuti wakaŋga aita nokucenjera; nokuti ʋana ʋenyika ino ʋakacenjera parudzi rwaʋo kukunda ʋana ʋeciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ishe wake akarumbidza mutariri asakarurama, nokuti akanga aita nokuchenjera; nokuti vana venyika ino vakachenjera parudzi rwavo kukunda vana vechiedza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Tenzi akarumbidza mutariri asina kutendeka uya nokuti vanhu vapanyika pano vanoziva mano avanoitirana nevechizvarwa chavo kukunda vana vechiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Tenzi akarumbidza mutariri asina kutendeka uya nokuti vanhu vapanyika pano vanoziva mano avanoitirana nevechizvarwa chavo kukunda vana vechiedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Tenzi womuranda uyu akarumbidza mutariri asakarurama uyu nokuti akanga aita nokuchenjera. Nokuti vanhu venyika ino vakachenjera kwazvo pakuita kwavo kukunda vana vechiedza. Viz kapitola |