Ruka 16:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndinoziʋa ɀandicaita, kuti kana ndaɓuɗiswa paʋutariri, ʋandigamucire mudzimba dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ndinoziva zvandichaita, kuti kana ndabudiswa pahutariri, vandigamuchire mudzimba dzavo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndafunga zvokuita kuti vanhu vazondigamuchira mudzimba dzavo pandinenge ndabviswa pautariri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndafunga zvokuita kuti vanhu vazondigamuchira mudzimba dzavo pandinenge ndabviswa pautariri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ndinoziva zvandichaita kuitira kuti, ndikange ndarasikirwa nebasa rangu pano, vanhu vagondigamuchira mudzimba dzavo.’ Viz kapitola |