Online Bible

- Reklamy -

Ruka 16:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino ari paHadesi, ari pakurwadziwa, akatarira kumsoro, akaʋona Abrahama ari kure, naRazaro ari pacifuʋa cake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino ari muHadhesi, ari pakurwadziwa, akatarira kumusoro, akaona Abhurahamu ari kure, naRazaro ari pachipfuva chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Mupfumi uya akafawo akandovigwa. Ari munzvimbo yavakafa achirwadziwa, akasimudza musoro akaona Abhurahamu ari kure kure aina Razaro pedyo pedyo nechipfuva chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Mupfumi uya akafawo akandovigwa. Ari munzvimbo yavakafa achirwadziwa, akasimudza musoro akaona Abhurahamu ari kure kure aina Razaro pedyo pedyo nechipfuva chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Ari mugehena, umo maairwadziwa, akatarisa kumusoro akaona Abhurahama ari kure, naRazaro ari pachipfuva chake.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 16:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy