Online Bible

- Reklamy -




Ruka 16:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino ʋaFarise, ʋakaŋga ʋaciɗa mari, ʋakanzwa iɀoɀo ɀose, ʋakamuseka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino vaFarisi, vakanga vachida mari, vakanzwa izvozvo zvose, vakamuseka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 VaFarisei vaidisa mari, vakanzwa zvose izvi vakamuseka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 VaFarisei vaidisa mari, vakanzwa zvose izvi vakamuseka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 VaFarisi, avo vaida mari vakanzwa zvose izvi vakatuka Jesu uye vakamuseka.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 16:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy