Ruka 16:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Naiɀoɀo kana musina‐kuʋa ʋakatendeka pafuma isakarurama, ndianiko ucakutendai nefuma yaɀokwaɗi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Naizvozvo kana musina kuva vakatendeka papfuma isakarurama, ndianiko achakutendai nepfuma yechokwadi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Zvino kana usingavimbiki munezvemari isina kururama zvayo, ndiani angakuchengetese upfumi hwechokwadi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Zvino kana usingavimbiki munezvemari isina kururama zvayo, ndiani angakuchengetese upfumi hwechokwadi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Saka kana manga musina kutendeka paupfumi hwenyika, ndianiko achavimba nemi paupfumi hwechokwadi? Viz kapitola |