Ruka 16:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakati ʋo kuʋadzidzi ʋake: Kwakaŋga kunomufumi, waiʋa nomutariri; iye akacerwa kwaari, ɀicinzi unoparadza fuma yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino wakatiwo kuvadzidzi vake, “Kwakanga kuno mupfumi, aiva nomutariri; iye akacherwa kwaari, zvichinzi anoparadza pfuma yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu akatiwo kuvadzidzi vake. “Kwaiva nomumwe murume mupfumi aiva nomutariri. Akacherwa kwaari kuti murume uyu akanga achimuparadzira zvinhu zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu akatiwo kuvadzidzi vake. “Kwaiva nomumwe murume mupfumi aiva nomutariri. Akacherwa kwaari kuti murume uyu akanga achimuparadzira zvinhu zvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Jesu akatiwo kuvadzidzi vake, “Kwakanga kuno mumwe murume mupfumi aiva nomutariri akanga achipomerwa mhosva yokuparadza pfuma yake. Viz kapitola |