Ruka 15:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndoupiko mukadzi unamadrakema anegumi, kana arashikirwa nerimŋe, uŋgarega kutuŋgidza mŋenje, akatȿaira imba, akatȿakisisa, kuȿikira ariwana? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Ndoupiko mukadzi ana madhirakema ane gumi, kana arasikirwa nerimwe, angarega kutungidza mwenje, akatsvaira imba, akatsvakisisa, kusvikira ariwana? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Kana kuti ndoupi mudzimai anenge ane mari chena yamadhirakima gumi, akarasa rimwechete rawo; haabatidzi mwenje here achitsvaira imba nokutsvagisisa mari iyoyo kusvikira aiwana? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Kana kuti ndoupi mudzimai anenge ane mari chena yamadhirakima gumi, akarasa rimwechete rawo; haabatidzi mwenje here achitsvaira imba nokutsvagisisa mari iyoyo kusvikira aiwana? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Ndoupiko mukadzi ane mari yamasirivha anokwana gumi uye akarasikirwa neimwe chete angarega kubatidza mwenje, agotsvaira imba uye agotsvakisisa kusvikira aiwana? Viz kapitola |