Ruka 15:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kana ariwana, unoriisa pamafudzi ake, acifara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Kana ayiwana, anoriisa pamafudzi ake, achifara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana aiwana anoitakura pamafudzi ake achifara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana aiwana anoitakura pamafudzi ake achifara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Uye kana ariwana, anoritakura pamapfudzi ake nomufaro Viz kapitola |