Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Asi mŋanakomana wenyu uyu, wakaparadza fuma yenyu neɀifeʋe, wakati aciȿika, mamuɓayira mhuru yakakodzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Asi mwanakomana wenyu uyu, akaparadza pfuma yenyu nezvipfeve, akati achisvika, momubayira mhuru yakakodzwa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Asi pangouya mwana wenyu uyu akapedza zvinhu zvenyu zvinokuraramisai nepfambi, mabva mamubaira mhuru yakakodzwa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Asi pangouya mwana wenyu uyu akapedza zvinhu zvenyu zvinokuraramisai nepfambi, mabva mamubaira mhuru yakakodzwa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Asi pangouya mwanakomana wenyu uyu, akaparadza pfuma yenyu nezvifeve, mamubayira mhuru yakakodzwa!’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy