Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Akati kwaari: Munuŋuna wako waȿika, ɀino ɓaɓa ʋako ʋaɓaya mhuru yakakodzwa, nokuti ʋamuwana ɀe ari mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Akati kwaari, ‘Munun'una wako asvika, zvino baba vako vabaya mhuru yakakodzwa, nokuti vamuwanazve ari mupenyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Akamuti, ‘Munun'una wenyu wauya. Baba venyu vabaya mhuru iya yakakodzwa nokuti vamugamuchirazve ari mutano.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Akamuti, ‘Munun'una wenyu wauya. Baba venyu vabaya mhuru iya yakakodzwa nokuti vamugamuchirazve ari mutano.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Muranda akapindura akati, ‘Mununʼuna wenyu auya uye baba venyu vamubayira mhuru yakakodzwa nokuti adzoka ari mupenyu uye akasimba.’

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy