Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ipapo akaɗanira kwaari mumŋe waʋaranda, akamubvunza kuti iɀi ɀinyiko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 “Ipapo akadanira kwaari mumwe wavaranda, akamubvunza kuti, ‘Izvi zvinyiko.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Akadaidza mumwe mushandi akamubvunza kuti chaiva chii.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Akadaidza mumwe mushandi akamubvunza kuti chaiva chii.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Saka akadana mumwe wavaranda akamubvunza kuti chii chakanga chichiitika.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy