Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino wakati aciɀifuŋga, akati: Ʋaranda ʋazhinji sei ʋaɓaɓa ʋaŋgu ʋaneɀokudya ɀakawandisa, asi ini ndofa pano nenzara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino akati achizvifunga, akati, ‘Varanda vazhinji sei vababa vangu vane zvokudya zvakawandisa, asi ini ndofa nenzara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Paakazobengenuka akazviti, ‘Vangani vashandi vababa vangu vane chokudya chakakwana vachitosia zvavo asi ini ndichifa nenzara kuno.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Paakazobengenuka akazviti, ‘Vangani vashandi vababa vangu vane chokudya chakakwana vachitosia zvavo asi ini ndichifa nenzara kuno.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 “Akati apengenuka mupfungwa dzake, akati, ‘Varanda vababa vangu vazhinji seiko uye vane zvokudya zvavanongosiya, uye zvino ini pano ndoziya zvokusvika pakufa!

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy