Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Wakaŋga aciɗa kuɀigutsa namateko aidyiwa neŋguruʋe; asi kwakaŋga kusinomunhu waimupa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Akanga achida kuzvigutsa namateko aidyiwa nenguruve; asi kwakanga kusina munhu waimupa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Angadai akatofara kudya mateko aidyiwa nenguruve asi hapana kana akamupa kana chinhu zvacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Angadai akatofara kudya mateko aidyiwa nenguruve asi hapana kana akamupa kana chinhu zvacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Akada kugutsa dumbu rake namateko aidyiwa nenguruve, asi hapana munhu akamupa kana chinhu.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy