Online Bible

- Reklamy -

Ruka 15:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Mazuʋa mashoma akati apfuʋura, mŋanakomana muɗuku akaʋuŋganidza ɀose, akaenda kunyika iri kure; akaparadza’ko nhaka yake acifamba nemitoʋo yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Mazuva mashoma akati apfuura, mwanakomana muduku akaunganidza zvose, akaenda kunyika iri kure; akaparadzako nhaka yake achifamba nemitoo yakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kusati kwambopera mazuva akawanda, munun'una akaunganidza zvinhu zvake zvose ndokupinda murwendo rwokuenda kunyika iri kure kure. Ikoko akandoparadza zvinhu zvake zvose zviya muupenyu hwounzenza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kusati kwambopera mazuva akawanda, munun'una akaunganidza zvinhu zvake zvose ndokupinda murwendo rwokuenda kunyika iri kure kure. Ikoko akandoparadza zvinhu zvake zvose zviya muupenyu hwounzenza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “Mazuva mashoma asati apera, mwanakomana muduku akaunganidza zvose zvaakanga anazvo, akasimuka akaenda kunyika iri kure akandoparadza pfuma yake ikoko namararamiro akaipa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 15:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy