Online Bible

- Reklamy -




Ruka 15:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino wakati: Mumŋe munhu waiʋa naʋanakomana ʋaʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino akati, “Mumwe munhu aiva navanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akatizve, “Kwaiva nomumwe murume aiva navanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akatizve, “Kwaiva nomumwe murume aiva navanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Jesu akaenderera mberi akati: “Pakanga pano mumwe murume akanga ane vanakomana vake vaviri.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 15:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy