Online Bible

- Reklamy -




Ruka 14:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 ɀino wakakukokera iwe naye, uŋgaȿika, akati kwauri: Ibva’po, munhu uyu agare; ipapo ucataŋga kugara kucigaro ceshure ucinyara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 zvino akakukokera iwe naye, angasvika, akati kwauri, ‘Ibvapo, munhu uyu agare; ipapo uchatanga kugara kuchigaro cheshure uchinyarara.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvino iye akukokai mose angauye oti kwauri chipa nzvimbo yako kune munhu uyu. Ndipo paunozotangisa, kundogara pachigaro chevepasi pasi uchinyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvino iye akukokai mose angauye oti kwauri chipa nzvimbo yako kune munhu uyu. Ndipo paunozotangisa, kundogara pachigaro chevepasi pasi uchinyara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Kana zvakadaro, munhu akakukokai imi vaviri achauya agoti kwauri, ‘Ibva ipapo iwe, munhu uyu agare.’ Ipapo, nenyadzi, uchatora chigaro cheshure chokupedzisira.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 14:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy