Online Bible

- Reklamy -




Ruka 14:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kana iwe uciŋge wakokerwa nomunhu kumutambo wokuwana, usagara pacigaro capamberi; ɀimŋe mumŋe, unokudzwa kupfuʋurewe, wakokerwa ʋo naye;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Kana iwe uchinge wakokerwa nomunhu kumuchato, usagara pachigaro chapamberi; zvimwe mumwe, anokudzwa kupinda iwe, akokerwawo naye;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 “Kana uchinge wakokwa nani zvake kumabiko omuchato, rega kugara pachigaro chavakuru vakuru. Pangadaro pakakokwa munhu mukuru kupfuura iwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 “Kana uchinge wakokwa nani zvake kumabiko omuchato, rega kugara pachigaro chavakuru vakuru. Pangadaro pakakokwa munhu mukuru kupfuura iwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “Kana mumwe akakukoka kumuchato, usazvisarudzira nzvimbo yapamberi, nokuti mumwe munhu anokudzwa kupfuura iwe angadaro akakokwa.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 14:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy