Ruka 14:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Haucineɓasa pamunda, kana paɗutu romupfudze; ʋanourashira kunze. Unenzeʋe dzokunzwa, ŋgaanzwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Hauchine basa pamunda, kana padutu romupfudze; vanourasira kunze. Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Unenge usisina basa kumunda, kana pamupfudze. Vanhu vanourasa. Uyo ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Unenge usisina basa kumunda, kana pamupfudze. Vanhu vanourasa. Uyo ane nzeve dzokunzwa ngaanzwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Hauchabatsiri muvhu kana padutu romupfudze; unorasirwa kunze. “Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.” Viz kapitola |