Ruka 14:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Munyu wakanaka; asi kana munyu waɗuruŋgunda, ucaruŋgwa neiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Munyu wakanaka; asi kana munyu wakashapa, acharungwa neiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Munyu wakanaka. Asi kana munyu warungunduka unozovaviswa nei. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Munyu wakanaka. Asi kana munyu warungunduka unozovaviswa nei. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 “Munyu wakanaka, asi kana warasikirwa nokuvava kwawo, ucharungwa neiko? Viz kapitola |